Mabasa Avapostori 27:3-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

3. Zuva rakatevera takasvika paSidhoni; uye Juriasi akanzwira Pauro tsitsi akamutendera kuti aende kushamwari dzake kuti zvimwe vangamupa zvaaishayiwa.

4. Tichibva ipapo takaendazve kugungwa tikapfuura nezasi kweSaipurasi, nokuti mhepo yakanga ichitidzivisa.

5. Takati tayambuka gungwa reSirisia nePamufiri, takandomira paMira muRisia.

Mabasa Avapostori 27