Mabasa Avapostori 27:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mhepo yakadzikama yaibva zasi yakati yotanga kuvhuvhuta, vakafunga kuti vawana zvavaida; saka vakayera zvibatiso tikafamba takatevedza mahombekombe eKirete.

Mabasa Avapostori 27

Mabasa Avapostori 27:12-23