Mabasa Avapostori 23:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Pauro akatarisisa kuDare Guru ravaJudha akati kwavari, “Hama dzangu, ini ndakaita basa rangu kuna Mwari nehana yakanaka kusvikira zuva ranhasi.”

2. Ipapo muprista mukuru ainzi Ananiasi akarayira vaya vakanga vamire pedyo naye kuti vamurove pamuromo.

Mabasa Avapostori 23