Mabasa Avapostori 22:6-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

6. “Nenguva dzinenge dzamasikati pandakanga ndoswedera pedyo neDhamasiko, pakarepo chiedza chakabva kudenga chikandipenyera kumativi ose.

7. Ndakawira pasi ndikanzwa inzwi richiti kwandiri, ‘Sauro! Sauro! Unonditambudzireiko?’

8. “Ndakati, ‘Ndimi aniko, Ishe?’“Iye akati, ‘Ndini Jesu weNazareta, wauri kutambudza.’

Mabasa Avapostori 22