Mabasa Avapostori 22:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaya vakanga voda kumubvunza vakabva varega pakarepo. Mukuru wamauto pachake akatya paakaona kuti akanga asunga Pauro, muRoma, nengetani.

Mabasa Avapostori 22

Mabasa Avapostori 22:26-30