Mabasa Avapostori 20:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nomusi wokutanga wevhiki takaungana pamwe chete kuti timedure chingwa. Pauro akataura kuvanhu uye, nokuda kwokuti akanga achida kuenda pazuva raitevera, akaramba achingotaura kusvikira pakati pousiku.

Mabasa Avapostori 20

Mabasa Avapostori 20:6-13