Mabasa Avapostori 2:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akasimudzirwa kuruoko rworudyi rwaMwari, akagamuchira kubva kuna Baba chipikirwa choMweya Mutsvene uye akadurura izvi zvamuri kuona nokunzwa iye zvino.

Mabasa Avapostori 2

Mabasa Avapostori 2:27-43