Mabasa Avapostori 2:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Mwari akamumutsa kubva kuvakafa, akamusunungura kubva pakurwadza kworufu, nokuti zvakanga zvisingagoni kuti rufu rumubate.

Mabasa Avapostori 2

Mabasa Avapostori 2:17-30