Mabasa Avapostori 19:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pauro akati, “Rubhabhatidzo rwaJohani rwaiva rubhabhatidzo rwokutendeuka. Akaudza vanhu kuti vatende kuna iye aizouya mumashure make, iye Jesu.”

Mabasa Avapostori 19

Mabasa Avapostori 19:1-10