Mabasa Avapostori 19:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vamwe vaJudha vaifamba vachidzinga mweya yakaipa vakaedza kudana zita raJesu pamusoro paavo vakanga vakabatwa namadhimoni vachiti, “Muzita raJesu, anoparidzwa naPauro, ndinokurayira kuti ubude.”

Mabasa Avapostori 19

Mabasa Avapostori 19:5-22