Mabasa Avapostori 18:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Shure kwaizvozvo, Pauro akabva paAtene akaenda kuKorinde.

2. Ikoko akandosangana nomuJudha ainzi Akwira chizvarwa chePondasi, akanga achangobva kuItari nomukadzi wake Pirisira, nokuti Kiraudhio akanga arayira kuti vaJudha vose vabve muRoma. Pauro akaenda kundomuona,

3. uye sezvo akanga ari mugadziri wamatende saivo, akagara navo achishanda pamwe chete navo.

Mabasa Avapostori 18