Mabasa Avapostori 16:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nerimwe zuva patakanga tichienda kunzvimbo yokunyengetera, takasangana nomusikana akanga ari nhapwa akanga ane mweya wokuvuka. Iye aiwanira vatenzi vake mari zhinji nokuvuka kwake.

Mabasa Avapostori 16

Mabasa Avapostori 16:7-24