Mabasa Avapostori 15:40-41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

40. asi Pauro akasarudza Sirasi akaenda akakumikidzwa kunyasha dzaShe nehama.

41. Akapinda nomuSiria nokuSirisia, achisimbisa makereke.

Mabasa Avapostori 15