Mabasa Avapostori 10:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume vaya vakamupindura vakati, “Tabva kuna Koniriasi mukuru wezana. Munhu akarurama uye anotya Mwari, anokudzwa navanhu vose vechiJudha. Mutumwa mutsvene akamuudza kuti akudanei kuti muuye kumba kwake kuti azonzwa zvamuchareva kwaari.”

Mabasa Avapostori 10

Mabasa Avapostori 10:12-30