Kuungudza Kwajeremia 3:7-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

7. Akandipfigira kuti ndisapunyuka, akandiremedza nengetani.

8. Kunyange ndikadana kana kuridza mhere kuti ndibatsirwe, anopfigira munyengetero wangu kunze.

9. Akadzivirira nzira yangu namatombo; akaminamisa nzira dzangu.

10. Sebere rakavandira, seshumba yakavanda,

11. akandikwekweredza kubva munzira nokundibvarura-bvarura. akandisiya ndisina rubatsiro.

Kuungudza Kwajeremia 3