Kuungudza Kwajeremia 3:19-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

19. Ndinorangarira kutambudzika kwangu nokudzungaira kwangu, kurwadziwa uye nenduru.

20. Ndinozvirangarira kwazvo, uye mweya wangu wasuruvara mukati mangu.

21. Asi izvi ndinozvirangarira mupfungwa uye naizvozvo ndine tariro:

Kuungudza Kwajeremia 3