Kuungudza Kwajeremia 3:15-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

15. Akandigutsa nomuriwo unovava. uye akandinwisa nduru.

16. Akagura mazino angu nerukangarabwe; akanditsokodzera muguruva.

17. Ndakatorerwa rugare; ndakakanganwa kuti kubudirira chii.

18. Naizvozvo ndinoti, “Kubwinya kwangu kwaenda, uye nezvose zvandanga ndakatarisira kuna Jehovha.”

Kuungudza Kwajeremia 3