Kuungudza Kwajeremia 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nzira dzinoenda kuZioni dzinochema, nokuti hakuna anouya kumitambo yaro yakatarwa. Masuo aro ose haasisina vanhu, vaprista varo vanogomera, varandakadzi varo vanochema, uye iro riri pakurwadziwa kukuru.

Kuungudza Kwajeremia 1

Kuungudza Kwajeremia 1:1-10