Judha 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kunyange Mikaeri mutumwa mukuru, paakanga achirwa nadhiabhori pamusoro pomuviri waMozisi, haana kutsunga kutaura mashoko okutuka nokumupomera mhosva, asi akati, “Ishe ngaakutuke!”

Judha 1

Judha 1:1-10