Judha 1:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye vatumwa vasina kuchengeta nzvimbo youkuru hwavo asi vakasiya musha wavo, ivava akavachengeta murima, vakasungwa nengetani dzokusingaperi vakamirira kutongwa pazuva guru.

Judha 1

Judha 1:4-9