Judha 1:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shamwari dzinodikanwa, kunyange ndakanga ndichishingairira kuti ndinyore kwamuri pamusoro poruponeso rwatinogovana, ndakafunga kuti ndinofanira kunyora ndichikukurudzirai kuti murwire kutenda kwakapiwa vatsvene kamwe.

Judha 1

Judha 1:1-9