Judha 1:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

bvutai vamwe kubva mumoto mugovaponesa; vamwe muvanzwire ngoni dzakasanganiswa nokutya, muchivenga kunyange nenguo dzakasvibiswa nenyama.

Judha 1

Judha 1:14-25