Judha 1:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu ava vanyunyuti uye vapomeri; vanotevera kuchiva kwavo vamene; vanozvirumbidza pachavo uye vanobata vamwe kumeso kuti zvivanakire ivo.

Judha 1

Judha 1:6-24