Joshua 6:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakanga vakashonga nhumbi dzokurwa vakafamba mberi kwavaprista vairidza hwamanda, navarindi veshure vakatevera areka. Nguva yose iyi hwamanda dzairira.

Joshua 6

Joshua 6:1-18