Joshua 24:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ivo vakachema kuna Jehovha, akaisa rima pakati penyu navaIjipita; akauyisa gungwa pamusoro pavo rikavafukidza. Makaona nameso enyu chaiwo zvandakaita kuvaIjipita. Ipapo makagara murenje kwenguva refu.

Joshua 24

Joshua 24:1-9