Joshua 24:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joshua akati kuvanhu vose, “Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri: ‘Kare madzitateguru enyu pamwe chete naTera, baba vaAbhurahama naNahori, vaigara mhiri kwoRwizi vachishumira vamwe vamwari.

Joshua 24

Joshua 24:1-6