Joshua 21:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugove wokutanga wakapiwa vaKohati, imba neimba. VaRevhi, avo vakanga vari zvizvarwa zvaAroni muprista, vakagoverwa nemijenya maguta gumi namatatu kubva kumarudzi aJudha, aSimeoni naBhenjamini,

Joshua 21

Joshua 21:1-8