Joshua 21:18-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

18. Anatoti, neArimoni, pamwe chete namafuro awo, maguta mana.

19. Maguta ose avaprista, izvo zvizvarwa zvaAroni muprista akanga ari gumi namatatu, pamwe chete namafuro awo.

20. Vakasara vedzimba dzavaKohati, vorudzi rwaRevhi vakagoverwa maguta kurudzi rwaEfuremu:

21. Munyika yamakomo yaEfuremu vakapiwa (Shekemu guta routiziro rouya anopomerwa mhosva yokuuraya munhu) neGezeri,

22. Kibhizaimi neBheti Horoni, pamwe namafuro awo, maguta mana.

Joshua 21