Joshua 2:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Takanzwa maomeserwo akaitwa mvura yeGungwa Dzvuku naJehovha nokuda kwenyu pamakabuda muIjipiti, uye zvamakaita kuna Sihoni naOgi, madzimambo maviri avaAmori kumabvazuva kweJorodhani, avo vamakaparadza zvachose.

Joshua 2

Joshua 2:3-14