Joshua 2:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Joshua mwanakomana waNuni akatuma vashori vaviri muchivande kubva kuShitimu. Akati, “Endai munotarisa nyika, kunyanya Jeriko.” Naizvozvo vakaenda vakandopinda mumba mechifeve chainzi Rahabhi vakagaramo.

Joshua 2

Joshua 2:1-8