Joshua 19:31-33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

31. Maguta aya nemisha yawo ndiwo akanga ari nhaka yorudzi rwaAsheri, imba neimba.

32. Mugove wechitanhatu wakapiwa kuna Nafutari, imba neimba:

33. Muganhu wavo wakatangira paHerefi napamuti mukuru weZaananimi, uchipfuura napaAdhoni Nekebhi, neJabhuneeri, kusvikira paRakumi uye uchigumira paJorodhani.

Joshua 19