Joshua 18:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume vakati vaenda kundotara muganhu wenyika, Joshua akavarayira achiti, “Endai mundoshora nyika mugonyora rondedzero yayo. Ipapo mugodzoka kwandiri, uye ndichakukandirai mujenya pano paShiro pamberi paJehovha.”

Joshua 18

Joshua 18:2-16