Joshua 17:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nyika yaManase yaitangira kuAsheri ichindosvika kuMikimetati kumabvazuva kweShekemu. Muganhu wainanga nechezasi uchibva ikoko uye waisanganisira vanhu vakanga vagere muEni Tapua.

Joshua 17

Joshua 17:5-12