Joshua 15:44-46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

44. Keira, Akizibhi, Maresha anova maguta mapfumbamwe pamwe chete nemisha yawo.

45. Ekironi, nenzvimbo dzakaripoteredza nemisha yaro;

46. uye nokumavirira kweKironi namaguta ose akanga ari pedyo neAshidhodhi pamwe chete nemisha yawo;

Joshua 15