Joshua 15:43-48 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

43. Rifita, Ashina, Nezibhi,

44. Keira, Akizibhi, Maresha anova maguta mapfumbamwe pamwe chete nemisha yawo.

45. Ekironi, nenzvimbo dzakaripoteredza nemisha yaro;

46. uye nokumavirira kweKironi namaguta ose akanga ari pedyo neAshidhodhi pamwe chete nemisha yawo;

47. Ashidhodhi nemisha yaro yakaripoteredza neGaza nemisha yaro kusvikira kurukova rweIjipiti namahombekombe eGungwa Guru.

48. Munyika yamakomo maiva ne:Shamiri, Jatiri, Soko,

Joshua 15