Joshua 13:32-33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

32. Ndidzo nhaka dzakagoverwa naMozisi pamapani eMoabhu, mhiri kwaJorodhani, kumabvazuva kweJeriko.

33. Asi rudzi rwaRevhi haruna kupiwa nhaka naMozisi; Jehovha, Mwari wavaIsraeri, ndiye nhaka yavo, sezvaakavavimbisa.

Joshua 13