Joshua 10:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Joshua navaIsraeri vose vaakanga anavo vakafamba kubva kuRakishi vakaenda kuEgironi, vakavaka misasa pedyo naro vakarirwisa.

Joshua 10

Joshua 10:26-35