Jona 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jehovha akati, “Iwe wanga une hanya nomuzambiringa uyu, kunyange zvazvo usina kuuchengeta kana kuukudza. Wakabuda nousiku humwe uye ukaparara nousiku humwe.

Jona 4

Jona 4:5-11