Johani 9:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana achiri masikati kudai, tinofanira kubata basa raiye akandituma. Usiku huri kuuya, husina munhu angagona kushanda basa nahwo.

Johani 9

Johani 9:3-11