Johani 9:31-33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

31. Tinoziva kuti Mwari haanzwi vatadzi. Anonzwa munhu anomutya uye anoita kuda kwake.

32. Hakuna munhu akatombonzwa nezvokusvinudzwa kwameso omunhu akaberekwa ari bofu.

33. Dai munhu uyu asina kubva kuna Mwari, haaigona kuita chinhu.”

Johani 9