Johani 6:61 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Aiziva zvake kuti vadzidzi vake vakanga vachigunun'una pamusoro paizvozvi, Jesu akati kwavari, “Izvi zvinokugumburai here?

Johani 6

Johani 6:57-62