Johani 6:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati kwavari, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, haasi Mozisi akakupai chingwa chakabva kudenga, asi kuti ndiBaba vangu vanokupai chingwa chezvokwadi chinobva kudenga.

Johani 6

Johani 6:22-37