Johani 6:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uko kwavakandopinda mugwa vakasimuka vakayambuka mhiri kwegungwa vakananga kuKapenaume. Zvino kwakanga kwasviba, uye Jesu akanga asati ava pavari.

Johani 6

Johani 6:15-26