Johani 5:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Baba vanoda Mwanakomana uye vanomuratidza zvose zvavanoita ivo. Hongu, kuti imi mushamiswe, vachamuratidza kunyange zvinhu zvikuru kwazvo kupfuura izvi.

Johani 5

Johani 5:19-26