Johani 5:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kwaizvozvi, vaJudha vakaedza zvakanyanya kwazvo kuti vamuuraye; nokuti akanga asingaputsi Sabata chete, asi akanga achitiwo Mwari ndiBaba vake, achizvienzanisa naMwari.

Johani 5

Johani 5:13-25