Johani 4:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. VaFarisi vakanzwa kuti Jesu akanga achiteverwa navanhu vazhinji uye achibhabhatidza vadzidzi vakawanda kupfuura Johani,

2. kunyange zvake akanga asiri Jesu aibhabhatidza, asi vadzidzi vake.

3. Ishe akati anzwa izvi, akabva kuJudhea akadzokera kuGarirea zvakare.

Johani 4