Johani 21:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mudzidzi aidikanwa naJesu akati kuna Petro, “NdiShe!” Simoni Petro paakangonzwa kuti, “NdiShe,” akazvimonera nguo yake yokunze (nokuti akanga aibvisa) akabva asvetukira mumvura.

Johani 21

Johani 21:5-12