Johani 20:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vhiki yakati yapera, vadzidzi vake vakanga vari mumba zvakare, uye Tomasi akanga anavo. Kunyange hazvo mikova yakanga yakapfigwa, Jesu akauya akamira pakati pavo akati, “Rugare ngaruve kwamuri!”

Johani 20

Johani 20:19-31