Johani 19:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakatora mutumbi waJesu, vakauputira vari vaviri nomucheka pamwe chete nezvinonhuwira. Izvi zvaifambirana netsika dzokuviga dzavaJudha.

Johani 19

Johani 19:33-42