Johani 15:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Imi hamuna kundisarudza, asi ndakakusarudzai uye ndikakugadzai kuti muende mugondobereka zvibereko, izvo zvibereko zvinogara. Ipapo Baba vachakupai zvose zvamuchakumbira muzita rangu.

Johani 15

Johani 15:6-22